2 Madzimambo 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Naamani akabvapo atsamwa akati, “Ndanga ndichifunga kuti zvirokwazvo achauya kwandiri agomira achidana kuzita raJehovha Mwari wake, agoninira ruoko rwake panzvimbo yacho agondiporesa maperembudzi.

2 Madzimambo 5

2 Madzimambo 5:3-14