2 Madzimambo 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akatuma nhume yake kwaari achiti, “Enda unoshamba kanomwe muJorodhani, ipapo nyama yako ichadzoredzerwa pakare uye uchava wakanatswa.”

2 Madzimambo 5

2 Madzimambo 5:3-16