2 Madzimambo 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, Abhana neFaripari, idzo nzizi dzeDhamasiko, hadzisi nani kupinda mvura yose yeIsraeri here? Handaigona kushamba madziri ndikanatswa here?” Naizvozvo akabvapo akaenda akatsamwa kwazvo.

2 Madzimambo 5

2 Madzimambo 5:5-17