2 Madzimambo 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda kundoudza munhu waMwari uye iye akati, “Chienda unotengesa mafuta ugoripa zvikwereti zvako, iwe navanakomana vako mugorarama neanenge asara.”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:1-11