2 Madzimambo 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Midziyo yose yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndivigire mumwe mudziyo.” Asi iye akapindura akati, “Hapachina mumwe mudziyo wasara.” Ipapo mafuta akabva aguma.

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:1-12