2 Madzimambo 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akabva kwaari, akapfiga mukova iye navana vake vari mukati. Vakauya nemidziyo kwaari, iye akaramba achingodira.

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:1-14