2 Madzimambo 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva Erisha akaenda kuShunemi. Ikoko kwaiva nomukadzi akanga ari mupfumi, uye akamugombedzera kuti agare ambodya. Saka nguva dzose paaipfuura nepo, aimirapo odya.

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:1-17