2 Madzimambo 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyakimi akazorora namadzibaba ake. Uye Jehoyakini, mwanakomana wake akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 24

2 Madzimambo 24:4-7