2 Madzimambo 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIjipiti haana kuzobudazve kubva munyika yake nokuti mambo weBhabhironi akanga atora nyika yake yose, kubva kuRwizi rweIjipiti kusvikira kuRwizi Yufuratesi.

2 Madzimambo 24

2 Madzimambo 24:5-10