2 Madzimambo 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zviri zvimwe zvakaitika pakutonga kwaJehoyakimi, nezvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?

2 Madzimambo 24

2 Madzimambo 24:1-10