2 Madzimambo 22:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Shafani munyori akaenda kuna mambo akandomuzivisa kuti: “Vabati venyu varipa mari iya yakanga iri mutemberi yaJehovha vakaipa kuvashandi navatariri vapatemberi.”

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:8-14