2 Madzimambo 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hirikia muprista mukuru akati kuna Shafani munyori, “Ndawana Bhuku roMurayiro mutemberi yaJehovha.” Akaripa kuna Shafani, uyo akariverenga.

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:4-15