2 Madzimambo 22:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Shafani munyori akazivisa mambo achiti, “Hirikia muprista andipa bhuku.” Uye Shafani akariverenga pamberi pamambo.

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:6-18