2 Madzimambo 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namasere rokutonga kwake, Mambo Josia akatuma munyori, Shafani mwanakomana waAzaria, mwanakomana waMeshurami, kutemberi yaJehovha. Akati kwaari,

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:2-13