2 Madzimambo 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Enda kuna Hirikia muprista mukuru umuudze kuti averenge mari yakauyiswa mutemberi yaJehovha, iya yakaunganidzwa navarindi vomukova ichibva kuvanhu.

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:1-12