2 Madzimambo 22:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakanaka pamberi paJehovha uye akafamba munzira dzose dzababa vake Dhavhidhi, akasatsaukira kurudyi kana kuruboshwe.

2 Madzimambo 22

2 Madzimambo 22:1-6