2 Madzimambo 21:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Manase akazorora namadzibaba ake akavigwa mubindu romumuzinda wake, bindu raUza. Uye Amoni mwanakomana wake akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 21

2 Madzimambo 21:15-19