2 Madzimambo 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amoni akanga ava namakore makumi maviri namaviri paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore maviri. Zita ramai vake rainzi Meshuremeti mwanasikana waHaruzi; akanga achibva kuJotibha.

2 Madzimambo 21

2 Madzimambo 21:11-26