2 Madzimambo 21:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaManase, nezvose zvaakaita, pamwe chete nechivi chaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?

2 Madzimambo 21

2 Madzimambo 21:12-19