2 Madzimambo 18:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Eriakimu mwanakomana waHirikia, naShebhina naJoa vakati kumukuru wavatariri, “Tapota, taurai kuvaranda venyu norurimi rwechiAramu sezvo tichirunzwa. Musataura nesu nechiHebheru vanhu vari parusvingo vachizvinzwa.”

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:17-33