2 Madzimambo 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, handina kuuya kuzorwa nokuparadza nzvimbo ino ndisina shoko rinobva kuna Jehovha here? Jehovha pachake akandiudza kuti ndiuye kuzorwisa nyika uye ndiiparadze.”

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:17-31