2 Madzimambo 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungagona seiko kukunda mumwe wamachinda madiki atenzi wangu kunyange dai uchivimba neIjipiti kuti uchapiwa ngoro navatasvi vamabhiza?

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:21-33