2 Madzimambo 18:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Chiuya zvino, uite chitsidzo natenzi wangu, mambo weAsiria. Ndichakupa zviuru zviviri zvamabhiza, kana uchigona kuisa vatasvi pamusoro pawo!

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:21-25