2 Madzimambo 18:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ukati kwandiri, “Tinovimba naJehovha Mwari wedu,” ko, haazi iye ane matunhu akakwirira nearitari dzakabviswa naHezekia, achiti kuJudha neJerusarema, “Munofanira kunamata pamberi pearitari iyi muJerusarema here?”

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:16-26