2 Madzimambo 18:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukuru wehondo akapindura akati, “Ko, ndakatumwa natenzi wangu kuna tenzi wako nokwauri chete here kuti nditaure mashoko aya ndisingatauri kuvarume vagere parusvingo, ivo pamwe chete newe vanofanira kudya tsvina yavo nokunwa mvura yemiviri yavo?”

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:23-32