2 Madzimambo 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vakatevera tsika dzedzimwe ndudzi dzakanga dzadzingwa pamberi pavo naJehovha, pamwe chete netsika dzakanga dzatangiswa namadzimambo eIsraeri.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:1-14