2 Madzimambo 17:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakaita zvinhu zvakanga zvisina kururama kuna Jehovha Mwari wavo muchivande. Vakazvivakira matunhu akakwirira mumaguta avo ose, kubva pachirindo chavarindi kusvikira kuguta rakakomberedzwa.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:1-13