2 Madzimambo 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvose zvakaitika nokuda kwokuti vaIsraeri vakanga vatadzira Jehovha Mwari wavo, akanga avabudisa kubva muIjipiti pasi poruoko rwaFaro mambo weIjipiti. Vakanamata vamwe vamwari

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:6-14