2 Madzimambo 17:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati aita sungano navaIsraeri, akavarayira akati, “Musanamata kana vamwari vapi zvavo kana kuvapfugamira, kana kuvashumira kana kubayira kwavari.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:26-38