2 Madzimambo 17:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha uyo akakubudisai kubva munyika yeIjipiti nesimba guru uye noruoko rwakatambanudzwa, ndiye oga wamunofanira kunamata. Ndiye wamunofanira kupfugamira uye ndiye wamunofanira kupa zvibayiro.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:27-39