2 Madzimambo 17:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kusvikira nhasi vari kurambira mutsika dzavo dzekare. Havanamati Jehovha kana kuteerera mitemo nezvakatemwa, nemirayiro nemirau yakapiwa naJehovha kuvana vaJakobho, uyo waakatumidza kuti Israeri.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:32-41