2 Madzimambo 17:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakazivisa mambo weAsiria kuti: “Vanhu vamabvisa mukavagarisa mumaguta eSamaria havazivi zvinodikanwa naMwari wenyika iyoyo. Akatuma shumba pakati pavo, dziri kuvauraya, nokuti vanhu havazivi zvaanoda.”

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:20-30