2 Madzimambo 17:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakatanga kugarako, vakanga vasinganamati Jehovha; naizvozvo akatuma shumba pakati pavo dzikauraya vamwe vavo.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:20-29