2 Madzimambo 17:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weAsiria akauya navanhu kubva kuBhabhironi, nokuKuta, neAvha, neHamati neSefarivhaimu ndokuvagarisa mumaguta eSamaria pachinzvimbo chavaIsraeri. Vakatora Samaria vakagara mumaguta ayo.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:17-28