2 Madzimambo 17:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kusvikira Jehovha avabvisa pamberi pake, sezvaakanga avayambira kubudikidza navaranda vake vose vaprofita. Saka vanhu veIsraeri vakatapwa kubva kunyika yavo vakaendeswa kuusungwa muAsiria, uye vachiriko nanhasi.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:14-26