2 Madzimambo 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo weAsiria akarayira akati, “Itai kuti mumwe wavaprista vamakatapa kubva kuSamaria adzokere kunogarako agodzidzisa vanhu kuti mwari wenyika iyi anodei.”

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:25-34