2 Madzimambo 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Puri mambo weAsiria akarwisa nyika, uye Menahemi akamupa chiuru chamatarendaa esirivha, kuti awane rutsigiro agosimbisa umambo hwake.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:16-26