2 Madzimambo 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakaipa pamberi paJehovha. Mumazuva ake ose okutonga haana kutendeuka kubva pazvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, zvaakaita kuti Israeri iite.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:16-20