2 Madzimambo 15:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Menahemi akatora mari iyi somutero kubva kuIsraeri. Murume wose aiva mupfumi aibvisa makumi mashanu amashekerib esirivha kuti apiwe kuna mambo weAsiria. Saka mambo weAsiria akadzokera uye akasagarazve munyika.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:13-30