2 Madzimambo 13:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati, “Chitora miseve,” mambo akaitora. Erisha akati kwaari, “Rova pasi,” iye akarova katatu akabva amira.

2 Madzimambo 13

2 Madzimambo 13:10-25