2 Madzimambo 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Zarura windo rokumabvazuva,” iye ndokurizarura. Erisha akati, “Pfura!” iye ndokupfura. Erisha akati, “Museve waJehovha wokukunda, museve wokukunda Aramu! Iwe uchaparadza vaAramu zvachose paAfeki.”

2 Madzimambo 13

2 Madzimambo 13:8-22