2 Madzimambo 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuna mambo weIsraeri, “Tora uta muruoko rwako.” Akati atora uta, Erisha akaisa maoko ake pamusoro pamaoko amambo.

2 Madzimambo 13

2 Madzimambo 13:14-25