2 Madzimambo 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu waMwari akamutsamwira akati kwaari, “Wanga uchifanira kurova pasi kashanu kana katanhatu; ipapo waizokunda Aramu nokuiparadza zvachose. Asi zvino uchangozoikunda katatu chete.

2 Madzimambo 13

2 Madzimambo 13:12-25