2 Madzimambo 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhume yakati yasvika, yakaudza Jehu kuti, “Vauya nemisoro yavanakomana vamambo.” Ipapo Jehu akavarayira akati, “Irongei mumirwi miviri pasuo reguta kusvikira mangwana.”

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:7-11