2 Madzimambo 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fume mangwana Jehu akamuka akabuda. Akamira pamberi pavanhu vose akati kwavari, “Imi hamuna mhosva. Ndini ndakamukira tenzi wangu ndikamuuraya, asi ndiani auraya ava vose?

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:7-17