2 Madzimambo 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsamba yakati yasvika kwavari, varume ava vakatora vanakomana vamambo vakavauraya vose vari makumi manomwe. Vakaisa misoro yavo mumatengu vakaitumira kuna Jehu muJezireeri.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:2-12