2 Madzimambo 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehu akavanyorerazve tsamba yechipiri akati, “Kana muri kurutivi rwangu uye muchizonditeerera, uyai nemisoro yavanakomana vatenzi wenyu kwandiri muJezireeri nenguva ino mangwana.” Zvino machinda amambo, makumi manomwe, vakanga vane varume vaitungamirira guta, vaiva vachengeti vavo.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:4-14