2 Madzimambo 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mutariri wapamuzinda, nomukuru weguta, navakuru navareri vakatuma shoko kuna Jehu vakati, “Tiri varanda venyu uye tichaita zvose zvamunoreva. Hatichagadzi ani zvake kuti ave mambo; imi itai zvose zvamunofunga kuti zvakanaka.”

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:1-13