2 Madzimambo 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaudza mambo kuti, “Zvanzi naJehovha: Imhaka yokuti muIsraeri hamuna Mwari here zvawatuma nhume kundobvunza Bhaari-zebhubhi, mwari weEkironi? Nokuti waita izvi, hauchambobva pamubhedha pawakarara. Zvirokwazvo uchafa!”

2 Madzimambo 1

2 Madzimambo 1:11-18