2 Madzimambo 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akafa, sezvakanga zvarehwa neshoko raJehovha rakataurwa naEria. Nokuti Ahazia akanga asina mwanakomana, Joramu akazomutevera paushe pagore rechipiri raJehoramu, mwanakomana waJehoshafati, mambo weJudha.

2 Madzimambo 1

2 Madzimambo 1:7-18